Kariba

2 views

Lyrics

Mukandiringe, iye-iye, zuva radoka vakomana iwe

 ♪
 Ndoyenda Kariba vakomana kani kwandakachiona
 Chimhandara chiye, iye-herere-herere

 (Nemandorokwati) ndonanga Mapinga
 (Nemandorokwati) ndonanga Banket
 (Nemandorokwati) ndonanga Chinhoyi
 (Nemandorokwati) Lion's Den
 (Nemandorokwati) ndonanga Karoi
 (Nemandorokwati) ndosvika Makuti
 (Nemandorokwati) ndopinda Kariba
 Ndoyenda Kariba vakomana kani kwandakachiona
 Chimhandara chiye, iye-herere-herere
 ♪
 (Maidei, Maidei woye)
 (Maidei, Maidei wo)
 (Maidei, Maidei wo)
 (Maidei, Maidei wo)
 (Nemandorokwati) ndonanga Mapinga
 (Nemandorokwati) ndosvika Banket
 (Nemandorokwati) ndosvika Chinhoyi
 (Nemandorokwati) Lion's Den
 (Nemandorokwati) ndosvika Karoi
 (Nemandorokwati) ndopinda Makuti
 (Nemandorokwati) ndopinda Kariba
 Ndoyenda Kariba vakomana kani kwandakachiona
 Chimhandara chiye, iye-herere-herere
 ♪
 Mukandiringe, iye-iye, zuva rabuda vakomana iwe
 Mukandiringe, iye-iye, zuva radoka vakomana iwe
 Mukandiringe, iye-iye, zuva radoka vakomana iwe
 ♪
 Mukandiringe, iye-iye, zuva radoka vakomana iwe
 Mukandiringe, iye-iye, zuva radoka vakomana iwe
 Mukandiringe, iye-iye, zuva radoka vakomana iwe
 Mukandiringe, iye-iye, zuva radoka
 
Audio Features

Song Details

Duration
06:59
Key
7
Tempo
125 BPM

Share

More Songs by Thomas Mapfumo And The Blacks Unlimited

Albums by Thomas Mapfumo And The Blacks Unlimited

Similar Songs