Ndiwe

3 views

Lyrics

Tafadzwa nyararaa unyararise
 Denga rinoziva iro [denga rinozivawo],
 Chiedza nyararaa unyararise
 Mwari vanozivawo [Mwari vanoziva iwe].
 Vangaite zvavanoda urambe wakanyarara chero uchiona uchiziva denga rine nyashawo, (rinenyasha kuziva tiri vana varo),
 Vangaite zvavanoda urambe wakanyarara chero uchiona uchiziva denga rinenyashawo
 Taridza hushingi mukurarama kwako uenderere mberi nehupenyu hwako kusvika wasvikawo
 (uenderere mberiwo uuuunoguma wasvika)
 Zvakaitwa ndizvozvo hakuna zvichaitika zve chasara izuva rake sezvaiitira vamwe
 (izuva rakeeee)

Audio Features

Song Details

Duration
09:24
Key
3
Tempo
124 BPM

Share

More Songs by Alick Macheso

Similar Songs