Mufudzi Akanaka

1 views

Lyrics

Mwari vari kukudaidza kuburikidza mudzinhepfenyuro
 Mapepanhau aunoverenga, Mwari vari kutaura newe
 Muhope dzaunorota nemunziyo dzimwe dzaunoterera
 Ndapota usamuramba, Jesu ari kukutsvaka
 Mwari vari kukudaidza kuburikidza mudzinhepfenyuro
 Mapepanhau aunoverenga, Mwari vari kutaura newe
 Muhope dzaunorota nemunziyo dzaunoterera
 Ndapota usamuramba, Jesu ari kukutsvaga
 Ndiri mufudzi akanaka, makwai angu anonzwa izwi rangu
 Ndiri mufudzi akanaka, angu makwai wo ndinoaterera
 Mufudzi wakakokwa anodyisa makwai namapere pakumanikidzwa
 Asi ndiri mufudzi akanaka, angu makwai ndinoafira

 Mwari vakauya panyika varonga kuyanana nemunhu
 Kunyangwe Eve na Adam vakatadza
 Asi Mwari vakaronga kuyanana
 Ishe vakataura nenyika vari mumakomo nemumakwenzi
 Mwari vakataura nenyika kuburukidzanawo nemaporofita
 Ishe vakauya vega variivo mwakomana Jesu
 Vakazouya panyika zvino soMweya Mutsvene

 Be still and know that I am God
 ♪
 Kuna vanhu vakawanda vakasiya nyika dzakanaka
 Kuna vanhu vakawanda vakasiya mari dzakawanda
 Kuti vashumire shoko rekudenga kwauri mudikani
 Ndapota usamuramba, Jesu ari kukutsvaka
 Kana varume vakawanda vakasiya misha yakanaka
 Navakadzi vakawanda vakasiya mabasa ane mari
 Kuti vashumire shoko rekudenga kwauri mudikani
 Ndapota usamuramba, Jesu ari kukutsvaka
 Ndiri mufudzi akanaka, makwai angu anonzwa izwi rangu
 Ndiri mufudzi akanaka, angu makwai wo ndinoaterera
 Mufudzi wakakokwa anodyisa makwai namapere pakumanikidzwa
 Asi ndiri mufudzi akanaka, angu makwai ndinoafira
 Ndiri mufudzi akanaka, makwai angu anonzwa izwi rangu
 Ndiri mufudzi akanaka, angu makwai wo ndinoaterera
 Mufudzi wakakokwa anodyisa makwai namapere pakumanikidzwa
 Asi ndiri mufudzi akanaka, angu makwai ndinoafira
 
Audio Features

Song Details

Duration
06:18
Key
2
Tempo
93 BPM

Share

More Songs by Charles Charamba & Fishers Of Men

Similar Songs