Amai Ndakanaka Amai
1
views
Lyrics
Church person Ndinozvitenda Mai ndakanaka amai Ndinozviziva Amai ndakanaka amai Zvangu zvauya ndoda kutenda Mwari Zvangu zvauya ndoda kutenda Baba Kungoti Mwari makanaka Muri mufudzi akanaka Ini ndakanaka Nekuti imi makanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka, amai Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka, amai Zvinoda kutendwa Amai ndakanaka mai Ndinozvitenda amai ndakanaka mai ♪ Boys rese riri kukweshana musoro Girls rese riri kupishana musoro Musaite moyo-moyo mawhindi Musaite moyo-moyo marasta aah! Musandicheuke zvekumhanya handisi muti wemusango Ndiri heavy chimoko simbi inonhongesa tete Handisi mango yepamusika wabata-wabata Baba vakamirira danga Ini ndichamirira musi Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka, amai Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka, amai Ndinozvitenda Mai ndakanaka amai Ndinozviziva Amai ndakanaka amai Zvangu zvauya ndoda kutenda baba Zvangu zvauya ndoda kutenda Mwari Kungoti Mwari makanaka Murimufudzi akanaka Ini ndakanaka Nekuti imi makanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka amai Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka amai Dhara ramisa motokari Pamberi pangu handimire Kuda kundipa ka-change kake Maya handitambire Musoro wangu harisi damba muchaizviona mberi uko Maoko angu haasi mbodza muchazviona mberi uko Regai dzive shiri Mazai haana muto I'm beautiful and not for sale I'm beautiful and not for waste Ndinozviziva Amai ndakanaka amai Ndinozvitenda Mai ndakanaka amai Zvangu zvauya ndoda kutenda Baba Zvangu zvauya ndoda kutenda Mwari Kungoti Mwari makanaka Muri mufudzi akanaka Ini ndakanaka Nekuti imi makanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka amai Amai ndakanaka Amai ndakanaka Amai ndakanaka amai Aah Aah Aah Aah
Audio Features
Song Details
- Duration
- 03:35
- Tempo
- 106 BPM