Mudiwa Jennet

3 views

Lyrics

Ndiwe here mudiwa Jennet?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here mudiwa Jennet?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Kubvira zuva ratakadanana
 Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
 Kubvira musi wandakadana newe
 Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
 Iwe ukati, "Joe usambochema
 Vana vako ava ndichavachengeta"
 Iwe ukati, "Joe usambochema
 Vana vako ava ndichavachengeta"
 Nhasi uno zvavekufamba sei?
 Zvawave kuti haudi vana vangu
 Nhasi uno zvavekufamba sei?
 Zvawave kuti haudi vana vangu
 ♪
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here ungandidaro?
 Ndiwe here ungandidaro?
 ♪
 Zvakangofanana ne gara ndichauya
 Uriwe zvako uchindidaro
 Zvakafanana ne gara ndichauya
 Uriwe zvako uchindidaro
 Kubvira zuva ratakadanana
 Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
 Kubvira musi wandakadana newe
 Ndakakuti ini ndine vana vangu
 Iwe ukati, "Joe usambochema
 Vana vako ava ndichavachengeta"
 Iwe ukati, "Joe usambochema
 Vana vako ava ndichavachengeta"
 Nhasi uno zvavekufamba sei?
 Zvawave kuti haudi vana vangu
 Nhasi uno zvavekufamba sei?
 Zvawave kuti haudi vana vangu
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, ngatirambane
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, handingarase vana vangu
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, nekuda kwerudo
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, ngatirambane
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, handingarase vana vangu
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, nekuda kwerudo
 ♪
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, ngatirambane
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, handingarase vana vangu
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, nekuda kwerudo
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, ngatirambane
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, handingarase vana vangu
 Ho ndeha, hoyere ndeha
 Ho ndeha, nekuda kwerudo
 Kubvira zuva ratakadanana
 Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
 

Audio Features

Song Details

Duration
08:19
Key
2
Tempo
137 BPM

Share

More Songs by John Chibadura

Similar Songs