Mari Hakuna

1 views

Lyrics

Vakatanga kutaura nezvekuvakana
 Kuratidzana rudo pano panyika
 Mari ndokuuya pakati pedu
 Vamwe totadza kuzvibata
 Sokuti mari inotenga ah inotenga ah inotenga kani
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Zviri pamuromo pemunhu wese
 Vanobvunzana nenyaya yemari
 Vanoti mari iri kupiko
 Kushaikwa kwemari upenyu hwaoma
 Sokuti mari inotenga ah inotenga ah inotenga kani
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Zviri pamuromo pemunhu wese
 Vanobvunzana nenyaya yemari
 Vanoti mari iri kupiko
 Kushaikwa kwemari upenyu hwaoma
 Sokuti mari inotenga ah inotenga ah inotenga kani
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Hakuna mari
 Mari hakuna
 

Audio Features

Song Details

Duration
04:43
Key
2
Tempo
96 BPM

Share

More Songs by Louis Mhlanga

Similar Songs