African Pabetesda

3 views

Lyrics

Makore makumi matatu nemasere
 Munhu achingo rwara aripa batesta
 Makore makumi matatu nemasere
 Hama ichingo chema iripa Batesta
 Jesu ndokumu bvunza koiwe ndingakuitirei?
 Ndinoshaya angandi widzire mudziva kana robvongodzwa
 Jesu ndokumu bvunza koiwe ndingakuitirei?
 Ndinoshaya angandi widzire mudziva kana robvongodzwa
 Makore makumi makumi nemakumi
 Africa isati yasimuka ishe
 Makore makumi makumi nemakumi
 Africa isati yasimuka ishe
 Makore ezana mazana namazana
 Africa isati yasimuka ishe
 Makore ezana mazana namazana
 Africa isati yasimuka ishe
 Kuti tive vashandirwi zvaikwanisika
 Asi takazviudza Kuti vasevenzi tisu
 Kuti tive vashandirwi zvaikwanisika ishe
 Asika taka zviudza Kuti vasevenzi tisu
 Kuti tive vemberi zvaikwanisika baba
 Asika takazviudza vanhu veshure tisu
 Kuti tive vemberi zvaikwanisika baba
 Asika takazviudza vanhu veshure tisu ivhangeri yenyu takainzwa ichi paridza
 Asi iyo miyo inoramba yakaoma
 Kurudziro yenyu takainzwa ichi shumirwa
 Asi iyo moyo inoramba yakaoma
 Africa nyika yenyu
 Africa yenyu
 Africa tinochema nayo
 Africa
 Tinochema nayo
 Africa
 Pawaka vata ndipapo
 Tinochema nayo
 Africa
 Iwe Africa Pawaka vata ndipapo
 Tinochema nayo
 Iwe Africa
 Unesimba rakawanda
 Iwe Africa
 Tinochema nayo
 Iwe Africa
 Makore makumi nemakumi
 Africa isati yasimuka ishe
 Makore ezana mazana namazana
 Africa isati yasimuka ishe
 Kuti tive vemberi zvaikwanisika baba
 Asika takazviudza vanhu veshure tisu
 Iwe Africa
 Tinochema newe
 Iwe Africa
 Unephuma yaka wanda

Audio Features

Song Details

Duration
07:35
Key
2
Tempo
103 BPM

Share

More Songs by Mai Charamba & Fishers Of Men

Similar Songs