Tenda
2
views
Lyrics
Whoa-oh, ha, yeah, ha Whoa-oh, ha, yeah, ha Tenda Tenda Pane vanenge vane shungu dzacho zvichivanetsa Pane vanofambira kwakawanda zvichingoramba Vamwe vanoedza mazano api zvisina chimuko Ko iwe umire papi Tenda (tenda), Nyadenga Iye Jesu (zvipo) Ramangwana riri muvana vedu Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama) Ramangwana riri muvana vedu Mhururu nemheterwa tagamuchira chisikwa chitsva Nyangwe chiri chirema tinotenda, hatingarase Varipo vanoda vana vachivashaya Kana watopihwa nashe Tenda, tenda Tenda (tenda), Nyadenga Iye Jesu (zvipo) Ramangwana riri muvana vedu Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama) Ramangwana riri muvana vedu Tenda (tenda), Nyadenga Tenda (zvipo) Ramangwana riri muvana vedu Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama) Ramangwana riri muvana vedu Kana watopihwa nashe Kana watopihwa nashe Kana watopihwa Tenda, tenda Ndati tenda (kana watopihwa nashe) Ndati tenda (kana watopihwa nashe) Yeah, yeah (kana watopihwa) Tenda, tenda Whoa-oh, ha, yeah, ha Whoa-oh, ha, yeah, ha Tenda, yeah, ha Tenda, yeah, ha Tenda (tenda), Nyadenga Iye Jesu (zvipo) Ramangwana riri muvana vedu Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama) Ramangwana riri muvana vedu Tenda, ndati tenda (tenda), Nyadenga Ndati tenda (zvipo) Ramangwana riri muvana vedu Vape (hupenyu hwaka) hwakadzama (dzama) Ramangwana riri muvana vedu, whoa-oh Ndati tenda Ndati tenda Ramangwana riri muvana vedu Upenyu hwakadzama, yeah Ramangwana riri muvana vedu Ndati tenda Ndati tenda Ramangwana riri muvana vedu, whoa-oh Upenyu hwakadzama, yeah Ramangwana riri muvana vedu, whoa-oh
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:33
- Key
- 1
- Tempo
- 96 BPM