Aripo Avakukushaisa Hope
3
views
Lyrics
Aripo ava kukushaisa hope Ndinozviona nezviito zvako Aripo ava kukushaisa hope Ndinozviona nezviito zvako Zviito zvako mazuva ano zvachinja Zvakasiyana nezvawaiita kare Zviito zvako mazuva ano zvachinja Zvakasiyana nezvawaiita kare ♪ Aripo ava kukushaisa hope Ndinozviona nezviito zvako Aripo ava kukushaisa hope Ndinozviona nezviito zvako Zviito zvako mazuva ano zvachinja Zvakasiyana nezvawaiita kare Zviito zvako mazuva ano zvachinja Zvakasiyana nezvawaiita kare Hauchandida here ndiudze nguva ichipo Ndione zvekuita zuva risati radoka Hauchandida here ndiudze nguva ichipo Ndione zvekuita zuva risati radoka Vakanaka ndoziva ndinovawana Ukandiramba chete zuva risati radoka Vakanaka ndoziva ndinovanyurura Ukandikanya chete zuva risati radoka Vakanaka ndoziva ndinovawana Ukandiramba chete zuva risati radoka Vakanaka ndoziva ndinovanyurura Ukandikanya chete zuva risati radoka ♪ Kana ukandiramba ndichawana mumwe Kana ukandiramba bhebhi ndichawana mumwe Ndinozviziva chete ndichawana mumwe Ndinozviziva chete ndichawana mumwe Iwe ukapoza ndichawana mumwe Iwe ukapoza bhebhi ndichawana mumwe Ndinozviziva chete ndichawana mumwe Ndinozviziva chete ndichawana mumwe ♪ Ko unopoza neiko? Bhebhi unoshaina neiko? Ko unopoza neiko? Bhebhi unoshaina neiko? Ko unopoza neiko? Bhebhi unoshaina neiko? Haiwa kupoza nezvisipo ♪ Ukandipozera ndinoswera ndakecha Ukandipozera ndinoswera ndaronga Ukandipozera ndinoswera ndakecha Ukandipozera ndinoswera ndaronga Ukandipozera ndinoswera ndakecha Ukandipozera ndinoswera
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:34
- Key
- 10
- Tempo
- 143 BPM