Matambiro Awakuita
2
views
Lyrics
Matambiro awakuita iwe Matambiro awakuita awa Matambiro awakuita iwe Matambiro awakuita awa Hana tsarukano Uchazondiramba kana ndadzidya nyemba Uchazondiramba kana dzandizvimbira nyemba Uchazondiramba vakomana ndokuzivai ♪ Matambiro awakuita iwe Matambiro awakuita awa Matambiro awakuita iwe Matambiro awakuita awa Hana tsarukano Uchazondiramba kana ndadzidya nyemba Uchazondiramba kana dzandizvimbira nyemba Uchazondiramba vakomana ndokuzivai ♪ Taregerei kungodanana tisingabatane Taregerei kungodanana tisingabatane Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba Taregerei kungodanana tisingatsvodane Taregerei kungodanana tisingatsvodane Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba ♪ Matambiro awakuita iwe Matambiro awakuita awa Matambiro awakuita iwe Matambiro awakuita awa Hana tsarukano ♪ Taregerei kungodanana tisingabatane Taregerei kungodanana tisingabatane Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba Taregerei kungodanana tisingatsvodane Taregerei kungodanana tisingatsvodane Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba Kubatana kwete ndichiri pachikoro Kubatana kwete haiwa hatisati taroorana Kutsvodana kwete ndichiri pachikoro Kutsvodana kwete haiwa hatisati taroorana Kubatana kwete ndichiri pachikoro Kubatana kwete haiwa hatisati taroorana ♪ Shamwari yangu yave mvana yakakanywa naJohn Shamwari yangu yave mvana yakakanywa naJohn Sisi vangu vave mvana yakakanywa naToro Sisi vangu vave mvana yakakanywa naToro Uyozve ave mvana akakanywa nauyo Uyozve ave mvana akarasiswa newepapo apo ♪ Dhiya iwe handina kuramba Hoo, dhiya iwewe handina kuramba Zvido zvako handina kuramba Zvido zvako handina kuramba Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro Hoo, dhiya iwewe handina kuramba Hoo, dhiya iwewe handina kuramba Zvinangwa zvako handina kuramba Zvinangwa zvako handina kuramba Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro Hoo, dhiya iwewe handina kuramba Hoo, dhiya iwewe handina kuramba Hoo, zvido zvako handina kuramba Hoo, zvido zvako handina kuramba Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:52
- Key
- 11
- Tempo
- 133 BPM