Nyaya Yerudo
3
views
Lyrics
Heeiye iyee Nanana Nananana nananana Mmmmm Nanana Nanana Ukandida babie zvese ndichakupa Ndokutengera mota tovaka imba Yandichakupira rudo rwunozipa Hauzofi wakandisiya Uchafamba uchiudza yose nyika Vachaziva vese pese pawasvika Ndakufadza idi unodzoka wega Hauzofi wakandisiya Tichatamba zvaunoda kuti titambe Usakoke vamwe babie tingawande Kwechinguva iwe neni muchivande Hauzofi wakandisiya Usafe wakandifananidza nevamwe ini Ndakutarisa ndashaya vakakusirei Zvauri zvese hapana chandingashore ini Hauzofi wakandisiya Ukandida chokwadi ndotenda Mwari Hameno neiko Nekuti hapana jaya risingafari Nenyaya yerudo Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo Ukandida ndinokutengera mota Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo Mmmmmm Mmmm Ukandida idi ndinotsvaga mari Kukuchengetedza iwewe nemhuri Vachachiva vese hama neshamwari Kuti usazombondisiya Kwese kwaunoenda uzive Vangaende vamwe ini handikusiye kwauri kwese ndoda kuvawo Handimbofi ndakakusiya Usandifananidze nevamwe ini Ndakutarisa ndashaya vakakusirei Zvauri zvese hapana chandinga shore ini Handimbofi ndakakusiya Ukandida babie ndichakuda Kupfuura vamwe vese vanofunga Kuti vane zvimwe zvavangangokupa Kuti pamwe ugondisiya Eeei Ukandida chokwadi ndotenda Mwari Hameno neiko Nekuti hapana jaya risingafari Nenyaya yerudo Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo Ukandida ndinokutengera mota Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo Honaka Ndatapirirwa newe kare Ukandipa mukana handifunge kuti nhasi ndingarare Kare Ndatapirirwa kare Ukandida ndingafare Nenyaya yerudo Kubvira kare Ndatapirirwa kare Ukandida ndinga fare Nenyaya yerudo Ndinotenda Mwari Nenyaya yerudo Ukandida chokwadi ndotenda Mwari Hameno neiko Nekuti hapana jaya risingafari Nenyaya yerudo Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo Ukandida ndinokutengera mota Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo Ukandida chokwadi ndotenda Mwari Hameno neiko Nekuti hapana jaya risingafari Nenyaya yerudo Mazwi angu ose aya ichokwadi haasi manyepo Ukandida ndinokutengera mota Kuratidza kuti handisi kujuta inyaya yerudo Ndomutenda Mwari Ndomutenda Mwari Ndomutenda Mwari Nenyaya yerudo Ndomutenda Mwari Ndomutenda Mwari Ndomutenda Mwari Nenyaya yerudo
Audio Features
Song Details
- Duration
- 06:01
- Key
- 1
- Tempo
- 75 BPM