Baba Namai
3
views
Lyrics
Baba namai musha wedu washata Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita Baba namai musha wedu washata Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa Sekuru Zanda kutsakatika nenyika Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa Sekuru Zanda kutsakatika nenyika Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho Chinopedza dzinza ♪ Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Angava aniko ave kutipedzesa? Angava aniko ave kutipedzesa? Angava aniko ativavarira? Angava aniko ativavarira? Ingava ngozi yapinda mumba medu Ingava ngozi yapinda mumba medu Chingava chikwambo dzorerai Chingava chikwambo dzorerai ♪ Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva Angava aniko ave kutipedzesa? Angava aniko ave kutipedzesa? Angava aniko ativavarira? Angava aniko ativavarira? Ingava ngozi yapinda mumba medu Ingava ngozi yapinda mumba medu Chingava chikwambo dzorerai Chingava chikwambo dzorerai ♪ Chondofira chiiko ini? Chondofira ka ini Chondofira chiiko ini? Chondofira ka ini Chotofira chiiko isu? Chotofira ka isu
Audio Features
Song Details
- Duration
- 08:11
- Key
- 8
- Tempo
- 134 BPM
Share
More Songs by Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Similar Songs
Baba Namai
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Charakupa
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Monalisa
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Murondatsimba
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Ndiwe
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Chikopokopo
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo