Nhayi Gremmah Wepamoyo

3 views

Lyrics

Uchiri kuyeuka here zuva reIndependence?
 Zuva randisingazo kangamwi muupenyu
 Zuva ratakatarirwa naye musiki
 Zuva ratakasongana nhai mudiwa
 Ndiro zuva ratakadanawo mudiwa
 Ndiro zuva ratakapiwa kuzvitonga
 Nyika nerudo zuva rimwe mudiwa
 Rudo rwakadai rungaparare here (shuwa)
 ♪
 Ndiro zuva ratakadanawo mudiwa
 Ndiro zuva ratakapiwa kuzvitonga
 Nyika nerudo zuva rimwewo mudiwa
 Rudo rwakadai rungaparare here?
 ♪
 Nhayi Gremmah wepamwoyo
 Nhayi Gremmah wepamwoyo
 Ndiwe here mudi wemwoyo wangu?
 Ndiwe here mudi wemwoyo wangu?
 Ndiwe chete ndazviwona
 Ndiwe chete ndazviwona
 ♪
 Eh! Gremmah wepamwoyo
 Ndikafunga zuva riyaka mudiwa
 Iii, mwoyo wangu unozorwadza (haa)
 Nhasi ndakupiwa (nhasi wave wangu)
 Nhasi ndakupiwa (nhasi wave wangu)
 Nhasi ndakutora (nhasi wave wangu)
 Nhasi ndakutipa (nhasi wave wangu)
 

Audio Features

Song Details

Duration
03:49
Key
9
Tempo
128 BPM

Share

More Songs by Devera Ngwena Jazz Band

Similar Songs