Nhasi Zvakuwana
3
views
Lyrics
Saka iwe jaya wati mukadzi hausi kuda kaiwe? Hongu handidi zvangu Koo mwana? Mwana hazi wangu Zvese izvozvo hatinei nazvo Tiri kuda damage five hundred dollars Ende ucharoora futi, uri kuzvinzwa? Gara zviya makati moda marii yeroora Eeh, ndakati ndinoda one thousand three hundred dollars pano Aiwa baba Grace makati one thousand four hundred Eeh, eeh, eeh, madzimai nganyarare uko Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete) Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete) Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete) Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete) Chero mukadzi usingade (uchamutora chete) Chero mwana asi wako (iwe roora chete) Chero mukadzi usingade (uchamutora chete) Chero mwana asi wako (iwe roora chete) ♪ Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete) Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete) Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete) Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete) Hona nhasi zvakuwana (uchamutora chete) Hona nhasi ndezveduwo (iwe roora chete) ♪ Madzimai mhururu uko mari yapinda mumba Wedu mwana akangwara, wedu mwana ane brain Madzimai mhururu uko mari yapinda mumba Wedu mwana akangwara, wedu mwana ane brain Madzimai mhururu uko mari yapinda mumba Wedu mwana akangwara, wedu mwana ane brain Iwe Grace utevedze gwara rasisi vako Vaunza mari mumba, vaunza mari mumba Vaunza mari mumba, vaunza mari mumba ♪ Eeh, madzimai mhururu uko mari yauya nebhandi Dai ndichina makumbo sakare ndaikwira mumuti
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:19
- Key
- 6
- Tempo
- 97 BPM