Too Cheap
3
views
Lyrics
Mwana wangu akadzidza Mwana wangu akatora kosi Mwana wangu ihuzvu pachake Mupfana haungamuroore Mwana wangu akadzidza Mwana wangu akatora kosi Mwana wangu ihuzvu pachake Mupfana haungamuroore Mwana wangu ane mota Mwana wangu ane business Mwana wangu murume pachake Mupfana haungamuroore Mwana wangu ane mota Mwana wangu ane business Mwana wangu murume pachake Mupfana haungamuroore Mwana wangu akanaka Mwana wangu anoyevedza Mwana wangu chibhamu pachake Mupfana haungamuroore Mwana wangu akanaka Mwana wangu anoyevedza Mwana wangu chibhamu pachake Mupfana haungamuroore Mwana wangu haungamuroore Uri too cheap mupfana Mwana wangu haungamuroore Uri too cheap mupfana Mwana wangu haungamukwanise Ari too dear mupfana Mwana wangu haungamukwanise Ari too dear mupfana Mwana wangu haungamugoni Hauna mari iwe mupfana Mwana wangu haungamugoni Hauna mari iwe mupfana But kamwana kaya ndinokada vakomana Manje murombo hachawani here? Aah, toda vane marika isu Tiri vana-businessman Mwana wangu haungamuroore Uri too cheap mupfana Mwana wangu haungamuroore Uri too cheap mupfana Mwana wangu haungamukwanise Ari too dear mupfana Mwana wangu haungamukwanise Ari too dear mupfana Mwana wangu haungamugoni Hauna mari iwe mupfana Mwana wangu haungamugoni Hauna mari iwe mupfana Wachepa
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:12
- Key
- 8
- Tempo
- 127 BPM