Wangu P
3
views
Lyrics
Mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa wangu P Kutambura kwako mudiwa ndekwanguwo ♪ Mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa wangu P Kutambura kwako mudiwa ndekwanguwo ♪ Mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa, mudiwa wangu P Kutambura kwako mudiwa ndekwanguwo ♪ Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe wangu P Rudo rwako mudiwa rwakadzama ♪ Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe wangu P Rudo rwako mudiwa rwakadzama ♪ Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe wangu P Rudo rwako mudiwa rwakadzama ♪ Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokunetsa mumoyo Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokutambudza mupfungwa Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokunetsa mumoyo Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokutambudza mupfungwa Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokunetsa mumoyo Zvinondirwadza mudiwa kuti une zvinokutambudza mupfungwa ♪ Nyarara zvako iwe Kutambura kwako kose Nyarara zvako iwe Kuchapera kose Nyarara zvako iwe Kurwadza kwako kose Nyarara zvako iwe Ndichakupedza kose Nyarara zvako iwe Kutambura kwako kose Nyarara zvako iwe Kuchapera kose Nyarara zvako iwe Kurwadza kwako kose Nyarara zvako iwe Ndichakupedza kose ♪ Simudza, simudza, simudza, simudza, simudza, simudza Tamba, tamba, tamba, tamba, tamba, tamba, tamba
Audio Features
Song Details
- Duration
- 03:56
- Key
- 1
- Tempo
- 102 BPM