Mwana Wenyu Wandiramba
2
views
Lyrics
Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Kugara ndiri ndega, kuswera ndiri ndega Sadza handichadya ini nhasi ndosara naniko ini Kugara ndiri ndega, kuswera ndiri ndega Sadza handichadya ini nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini ♪ Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Kugara ndiri ndega, kuswera ndiri ndega Sadza handichadya ini nhasi ndosara naniko ini Kugara ndiri ndega, kuswera ndiri ndega Sadza handichadya ini nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini ♪ Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Kugara ndiri ndega, kuswera ndiri ndega Sadza handichadya ini nhasi ndosara naniko ini Kugara ndiri ndega, kuswera ndiri ndega Sadza handichadya ini nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini
Audio Features
Song Details
- Duration
- 03:40
- Key
- 7
- Tempo
- 131 BPM