Mwari Matinyanya

3 views

Lyrics

Mwari tine chichemo chikuru kwazvo
 Mwari tine chichemo chinotitambudza
 Mwari tine chichemo chikuru kwazvo
 Mwari tine chichemo chinotitambudza
 Tinozviziva kuti tose tichafa
 Sei muchitiratidza nguva nenguva?
 Tinozviziva kuti tose tichafa
 Sei muchitiratidza nguva nenguva?
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwari matinyanya
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwari matinyanya
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwari matinyanya
 Chirwere chamakatipa mazuva ano
 Chirwere chamakatipa mazuva ano
 Zvamapedza kutora madzisahwira angu
 Zvamapedza kutora madzisahwira angu
 Nechirwere chimwe chete Mwari
 Vanhu vakawanda muri kuvatora
 Vanhu vakawanda muri kuvatora
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwari matinyanya
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwariwe
 Haiwa kani Mwari matinyanya
 Nhai mari kani Mwariwe
 Nhai Mwari musatidaro
 

Audio Features

Song Details

Duration
08:59
Key
7
Tempo
137 BPM

Share

More Songs by John Chibadura & Tembo Brothers

Similar Songs