Yeukai

3 views

Lyrics

Kana ndinewe ndinonzwa moyo kufara
 Ndinombokanganwawo nhamo dzangu dzese
 ♪
 Kana ndinewe ndinonzwa moyo kufara
 Ndinombokanganwawo nhamo dzangu dzese
 ♪
 Saka Yeukai usaende kure kure
 Ukanditiza wandiomeserawo
 ♪
 Saka Yeukai usaende kure kure
 Ukanditiza wandiomeserawo
 ♪
 Yeukai ndiwe wapedza nhamo dzangu
 Dzekutsvaga mwana wandinoda
 ♪
 Yeukai ndiwe wapedza nhamo dzangu
 Dzekutsvaga mwana wandinoda
 ♪
 Yeukai ini ndinokuda
 Kudai ukandidawo sekukuda kwandinoita
 ♪
 Yeukai ini ndinokuda
 Kudai ukandidawo sekukuda kwandinoita
 ♪
 Yeukai ndinokuda sekuitsvaga kwandinoiita mari shamwari
 Yeukai ndinokuda sekuitsvaga kwandinoiita mari chokwadi
 Yeukai ukandiramba chokwadi kana utsinye chaihwo ndingadzidze
 Yeukai ukatorwa nemumwe kana kuroya chaiko ndingaita shasha
 Ndiwe chete mwana wandinoda
 Ndiwe ndiwe
 Ndiwe chete mwana wandinoda
 Ndiwe ndiwe
 Kana uri chirema ini ndinokuda
 Ndiwe ndiwe
 Kana wakashata iwe uri wangu
 Ndiwe ndiwe
 ♪
 Ndiwe chete mwana wandinoda
 Ndiwe ndiwe
 Ndiwe chete mwana wandinoda
 Ndiwe ndiwe
 Ende uri chirema ini ndinokuda
 Ndiwe ndiwe
 Ende wakashata iwe uri wangu
 Ndiwe ndiwe
 

Audio Features

Song Details

Duration
06:51
Key
1
Tempo
139 BPM

Share

More Songs by John Chibadura & Tembo Brothers

Similar Songs