Huyayi Tiwirirane
3
views
Lyrics
Nhai murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu Nhaiwe murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu Kugara mumba kunoda muchiwirirana Huya huya tiwirirane mumba medu Kugara mumba kunoda muchiwirirana Huya huya tiwirirane mumba medu Kurwa mumba hausi upenyu hwakanaka kwete Huya huya tiwirirane mumba medu Kurwa mumba hausi upenyu hwakanaka kwete Huya huya tiwirirane mumba medu Kutukana mumba hausi upenyu hwakanaka kwete Huya huya tiwirirane mumba medu Kutukana mumba hausi upenyu hwakanaka kwete Huya huya tiwirirane mumba medu Ndinzwewo murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu Ndinzwewo murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu ♪ Kurwa mumba murume wangu vana vedu vanokanganisika pfungwa murume wangu kani Kutukana mumba murume wangu vana vedu havazotiremekedza chokwadi murume wangu kani Kurwa mumba murume wangu Vana vedu vanokanganisika pfungwa murume wangu kani Kutukana mumba murume wangu Vana vedu havazotiremekedza chokwadi murume wangu kani Nhai murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu Nhaiwe murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu ♪ Kurwa mumba murume wangu Vana vedu vanokanganisika pfungwa murume wangu kani Kurwa mumba murume wangu Vana vedu vanokanganisika pfungwa murume wangu kani Kutukana mumba murume wangu Vana vedu havazotiremekedza chokwadi murume wangu kani Kutukana mumba murume wangu Vana vedu havazotiremekedza chokwadi murume wangu kani Nhai murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu Nhai murume wangu Jemusi Huya huya tiwirirane mumba medu
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:11
- Key
- 1
- Tempo
- 119 BPM