Ruregerero

3 views

Lyrics

Ndakumbira ruregerero zvikuru kwazvo
 Ndakumbira ruregerero dzinza rekwangu
 Ndakumbira ruregerero zvikuru kwazvo
 Ndakumbira ruregerero dzinza rekwangu
 Imi makafa ini ndisati ndaberekwa
 Makafa nezvenyu zvakakuurayai
 Imi makafa ini ndisati ndaberekwa
 Makafa nezvenyu zvakakuurayai
 Ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
 Hatidi kutambudzana imi vedzinza rekwangu
 Ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
 Hatidi kutambudzana imi vedzinza rekwangu
 ♪
 Ukafa une shungu ngwarira kumuka
 Chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
 Ukafa une shungu ngwarira kumuka
 Chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
 Ukafa une kubatabata ngwarira kumuka
 Nyoka inoruma kutambudza vapenyu
 Ukafa une kubatabata ngwarira kumuka
 Nyoka inoruma kutambudza vapenyu
 Shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
 Kwete kumuka chipoko apo ndaramba
 Shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
 Kwete kumuka chipoko apo ndaramba
 ♪
 Seiko vedzinza muchidaro vana?
 Seiko vedzinza muchidaro vana?
 Seiko vedzinza muchidaro isu?
 ♪
 Ukafa neshungu ngwarira kumuka
 Chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
 Ukafa neshungu ngwarira kumuka
 Chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
 Ukafa nekubatabata ngwarira kumuka
 Nyoka inoruma kutambudza vapenyu
 ♪
 Ahuweiweiwe ahuweiweiwe
 Ahuweiweiwe ahuweiweiwe
 
Audio Features

Song Details

Duration
07:21
Key
4
Tempo
131 BPM

Share

More Songs by Khiama Boys

Similar Songs