Funga Zuva Rimwe Pagore
3
views
Lyrics
Ndakazviona muchifamba, muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe Ndakazviona muchifamba, muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe Ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana asi usaore moyo Ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana asi usaore moyo Pfungwa dzangu dzinonetseka, kudai uripo dhiya iwe ndichigarofara newe Pfungwa dzangu dzinonetseka, kudai uripo dhiya iwe ndichigarofara newe Gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore, asi ndinoikonewa Gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore, asi ndinoikonewa Muchato wako mudiwa, izuva rimwechete pagore, asi rinonetsa Roora rako mudiwa,izuva rimwechete pagore, asi ndinorikonewa Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona Kana ndakura ndichauya kuzokuona Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona Kana ndashanda ndouya kuzokuona Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona Kana ndashava ndichauya kuzokuona Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona Kana ndofamba ndouya kuzokuona Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona Ndakazviona muchifamba, muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe Ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana, asi usaore moyo Pfungwa dzangu dzinonetseka, kudai uripo dhiya iwe ndichigarofara newe Gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore, asi ndinoikonewa Muchato wako mudiwa, izuva rimwechete pagore, asi rinonetsa
Audio Features
Song Details
- Duration
- 09:11
- Key
- 1
- Tempo
- 132 BPM