Linda

3 views

Lyrics

Ndakazvinzwa navatete
 Kuti unofanira kuva wangu
 Ndakazvinzwa navatete
 Kuti unokodzera kuva wangu
 Ndakazvinzwa nemhinduro
 Kuti unokodzera kuva wangu
 Ndakazvinzwa nemakuhwa
 Saka ndinofanira kuva newe
 Ndakazvinzwa navatete
 Kunaka pameso mumoyo inyoka
 Ndakazvinzwa navatete
 Kuipa pameso mumoyo inwiwa
 Ndakazvinzwa navatete
 Kuipa pameso mumoyo ivise
 Linda hee, Linda hee
 Linda hee, Linda hee
 Linda hee, Linda hee
 Linda hee, Linda hee
 Saka rega vakadero vareve Linda hee
 Tsika dzako dzakanaka Linda hee
 Saka rega vakadero vareve Linda hee
 Tsika dzako dzakanaka Linda hee
 Saka rega vakadero vareve Linda hee
 Tsika dzako dzakanaka Linda hee
 Shuwa Linda uri shuka yangu baba
 Saka rega vakadero vareve Linda hee
 Tsika dzako dzakanaka Linda hee

Audio Features

Song Details

Duration
04:47
Key
7
Tempo
140 BPM

Share

More Songs by Leonard Dembo & The Barura Express

Similar Songs