Wada Ne N'anga

4 views

Lyrics

Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)

 Hona kuda nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona kwangu kune vaviri
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona kwedu kune vatatu
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona sekuru ndotambura makatarira

 Hona sekuru ndoyaura makatarira
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 ♪
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona sekuru ndotambura makatarira
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona sekuru ndoshupika makatarira
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona sekuru ndoyaura makandiyeva
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 ♪
 Hona kuda ne n'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona sekuru ndotambura makatarira
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona sekuru ndoyaura makandiyeva
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 ♪
 Hona sekuru ndotambura, woiye
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona sekuru ndoyaura, woiye
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga waona chiremba iwe, wazviona)
 Hona wada nen'anga
 (Wada nen'anga wao-)
 
Audio Features

Song Details

Duration
04:39
Key
2
Tempo
119 BPM

Share

More Songs by Leonard Dembo & The Barura Express

Similar Songs