Shiri Yakangwara
3
views
Lyrics
Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe ♪ Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe ♪ Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe ♪ Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe ♪ Kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti Pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe ♪ Kondo inovaka imba yayo pamanhenga Kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe ♪ Inokandira mazai akafanana nevhu Iyo Hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe ♪ Shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe ♪ Mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo Mwana iwe, newewo ngwara iwe ♪ Kondo inovaka imba yayo pamanhenga Kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe ♪ Zano rako chete, ndiro guru pakumisa bango rako ♪ Zano rako chete, ndiro guru pakumisa musha wako ♪ Hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga ♪ Hana yako chete ndiwo musimboti wezvaunofunga ♪ Zano rako chete ndiro guru pakumisa bango rako
Audio Features
Song Details
- Duration
- 07:20
- Key
- 10
- Tempo
- 127 BPM