Manera Emunamato
3
views
Lyrics
Varumewe huyai tirangane totarisa nzira Pakudzoka kuna Baba tofamba zvakanaka ♪ Varumewe huyai tirangane totarisa nzira Pakudzoka kuna Baba tofamba zvakanaka ♪ Nyama nemweya zvichasiyanaka Mweya wemunhu uchadzoka kuna Baba ♪ Nyama nemweya zvichasiyanaka Mweya wemunhu uchadzoka kuna Baba ♪ Ngativakei hana dzemanera Manera eminamato Zvigotizarurira kuna Baba ♪ Ngativakei hana dzemanera Manera eminamato Zvigotizarurira kuna Baba ♪ Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata Ibva waishandisa uchiri mupenyu Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata Ibva waishandisa uchiri mupenyu Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata Zvepasi rino inzvimbo yerufu Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata Zvepasi rino inzvimbo yerufu Marwadzo chete hapana chimwe chinhu Marwadzo chete pamwe nerufu Marwadzo chete hapana chimwe chinhu Marwadzo chete pamwe nerufu ♪ Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata Ibva waishandisa uchiri mupenyu Ndiyoyi, ndiyoyi nguva, nguva yokunamata Ibva waishandisa uchiri mupenyu Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata Zvepasi rino inzvimbo yerufu Ngwara kusaririra, uchiramba kunamata Zvepasi rino inzvimbo yerufu Marwadzo chete hapana chimwe chinhu Marwadzo chete pamwe nerufu Marwadzo chete hapana chimwe chinhu Marwadzo chete pamwe nerufu
Audio Features
Song Details
- Duration
- 09:45
- Key
- 6
- Tempo
- 131 BPM