Nzombe Huru

3 views

Lyrics

Ndakanga ndichizvitongesa
 Kubvira gore riye pfungwa dzemunhu dziri papiko?
 ♪
 Ndakanga ndichizvitongesa
 Kubvira gore riye pfungwa dzemunhu dziri papiko?
 ♪
 Vakuru vaiva netsumo
 Yekuti chirere mangwana chichazokuchengetawo
 ♪
 Vakuru vaiva netsumo
 Yekuti chirere mangwana chichazokuchengetawo
 ♪
 Hupenyu hwavako mazuva ano
 Hachicharera iwe kunyanya chinotofuratira
 ♪
 Hupenyu hwavako mazuva ano
 Hachicharera iwe kunyanya chinotofuratira
 ♪
 Nzombe huru yakabva mukurerwa wani
 Zvino nhasi haichada kurerawo seiko?
 Nzombe huru yakabva mukurerwa wani
 Zvino nhasi haichada kurerawo seiko?
 Zvinotoda moyo munyoro
 Wekuraira vana vedu ava kune ramangwana
 Kuti vagoziva
 Zvinotoda moyo munyoro
 Wekuraira vana vedu ava kune ramangwana
 Kuti vagoziva
 Vana vadiki vanoda rudzidziso (kuti vagoziva)
 Hona kune ramangwana (vachava vabereki)
 Vana vadiki vanoda rudzidziso (kuti vagoziva)
 Hona kune ramangwana (vachava vabereki)
 Vana vadiki vanoda rudzidziso (kuti vagoziva)
 Hona kune ramangwana (vachava vabereki)
 ♪
 Senior Lecturer

Audio Features

Song Details

Duration
10:40
Key
3
Tempo
132 BPM

Share

More Songs by Nicholas Zakaria

Similar Songs