Murimi Munhu
2
views
Lyrics
Uuh, ahaha Uuh, uuh, ahaha Uuh Nyika ivhu Murimi munhu Ivhu ivhu Murimi munhu Nyika ivhu (ivhu ndonyika) Murimi munhu Ivhu ivhu (rine murimi) Murimi munhu Murimi iwe tora kapadza urime Mvura nevhu zvoyanana Murimi iwe tora kapadza urime Neunyanzvi hwako torarama isu Murimi iwe tora kapadza urime Mvura nevhu zvoyanana babawe Kuve muvhimi (kudya) Kana munyimi (kudya zvemurimi) Kuve munyori (kudya) Kana musori (kudya zvemurimi) Madzibaba (kudya) Nesu venungo (zvemurimi) Uuh, ahaha Uuh, uuh, ahaha Uuh Nyika ivhu Ivhu ndonyika Murimi munhu Ivhu ivhu (rine murimi) Murimi munhu Nyika ivhu (ivhu ndonyika) Murimi munhu Ivhu ivhu (rine murimi) Murimi munhu Murimi iwe tora kapadza urime Mvura nevhu zvoyanana Murimi iwe tora kapadza urime Neunyanzvi hwako torarama isu Murimi iwe tora kapadza urime Mvura nevhu zvoyanana babawe Kuve mudealer (kudya) Kana matsola (kudya zvemurimi) Imi mafero (kudya) Nemi madhara (kudya zvemurimi) Mablazo (kudya) Nemi magen'a (zvemurimi) Umm, umm ♪ Murimi iwe tora kapadza urime Mvura nevhu zvoyanana Murimi iwe tora kapadza urime Neunyanzvi hwako torarama isu Murimi iwe tora kapadza urime Mvura nevhu zvoyanana tetewo Kuve mushandi (kudya) Kana mutambi (kudya zvemurimi) Kuve mukuru (kudya) Kana kapwere (kudya zvemurimi) Madzimambo (kudya) Nemi machinda (zvemurimi) Kuve munyimi (kudya) Kana muvhimi (kudya zvemurimi) Kuve mutongi (kudya) Kana mutori (kudya zvemurimi) Madzibaba (kudya) Nemi gwenyambira (zvemurimi) Uuh ahaha Uuh, uuh, ahaha
Audio Features
Song Details
- Duration
- 06:15
- Key
- 7
- Tempo
- 110 BPM