Dzoka Uyamwe

7 views

Lyrics

Mandiona kusviba mati kuwora
 Kundiona kusviba mati kuwora imi
 Vandiona kusviba vati kuwora
 Kundiona kusviba hunzi kuwora
 Kwangu vakomana mavirima imi
 Ndoenda kwangu varume mavirima imi
 Kufunga Dande vakomana mavirima imi
 Ndafunga Dande
 Kudzoka Dande
 Ndasuwa Dande
 Kudzoka Dande
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Kufunga Dande varume ndafunga kwedu
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Kudzoka Dande varume ndafunga kwedu babawe
 Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka!
 Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
 Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka!
 Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
 Kukurumura kwandakaita gore riya
 Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
 Kukurumura kwandakaita gore riya
 Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Kufunga Dande varume ndafunga kwedu
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Kufunga Dande varume ndafunga kwedu
 Mandiona kusviba mati kuwora
 Kundiona kusviba mati kuwora
 Mandiona kusviba mati kuwora
 Kundiona kusviba hunzi kuwora
 Kuwora kwemunhu kuri mumoyo
 Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa
 Kuwora kwemunhu kuri mumoyo varume
 Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa
 Ndafunga Dande
 Kudzoka Dande
 Ndasuwa Dande
 Kudzoka Dande
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Kufunga Dande varume ndafunga kwedu
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Kudzoka Dande varume ndafunga kwedu babawe
 Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka!
 Ndafunga Dande
 Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
 Kufunga Dande
 Kukurumura kwandakaita gore riya
 Ndafunga Dande
 Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
 Kufunga Dande
 Kukurumura kwandakaita
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Dzoka
 Kufunga Dande varume ndafunga kwedu
 Dzoka uyamwe
 Ndafunga Dande vakomana ndafunga kwedu
 Dzoka
 Kufunga Dande varume ndafunga kwedu
 Dzoka uyamwe
 Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka!
 Ndafunga Dande
 Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
 Kudzoka Dande
 Huya zvako gotwe rangu iwe dzoka!
 Ndafunga Dande
 Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
 Kudzoka Dande
 Kukurumura kwandakaita gore riya
 Ndafunga Dande
 Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
 Kudzoka Dande
 Kukurumura kwandakaita gore riya
 Ndafunga Dande
 Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
 Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
 Dzoka
 Kufunga dande varume ndafunga kwedu
 Dzoka uyamwe
 Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
 Dzoka
 Kufunga dande varume ndafunga kwedu
 Dzoka uyamwe
 Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
 Dzoka
 Kufunga dande varume ndafunga kwedu
 Dzoka uyamwe
 Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
 Dzoka
 Kufunga dande varume ndafunga kwedu
 Dzoka uyamwe
 

Audio Features

Song Details

Duration
06:04
Key
2
Tempo
92 BPM

Share

More Songs by Oliver Mtukudzi

Similar Songs