Chengetai
4
views
Lyrics
Chengetai mai nababa Chengetai mai nababa vayaka Chengetai mai nababa (Chengetai mai nababa) Chengetai mai nababa vayaka (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Ndokutsanya pagwirikwiti ukararama wani (Chengetai mai nababa) ♪ Chengetai mai nababa (Chengetai mai nababa) Chengetai mai nababa vayaka (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) ♪ Chido chaMwari kuvanavo Chido chaMwari kuvanavo Chido chaMwari kuvanavo Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakakubvumbamira muhondo iwe Ndokukubvumbamira pahondo Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa) Vakatsanya pagwirikwiti ukararama (Chengetai mai nababa)
Audio Features
Song Details
- Duration
- 03:54
- Key
- 9
- Tempo
- 131 BPM