Ndakuvara

5 views

Lyrics

Sheedza mai vemwana, ndakuvara
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Dana mai vemwana, ndakuvara iwe
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Ndaiti chichatoredzera vakuru
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Nyamba chaifuratira vakuru
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
 Ndaiti mangwana tingazobopawo
 Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
 Pidigu mai vemwana chandipfura
 Sheedzai mai vemwana, ndakuvara
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Danai mai vemwana, ndakuvara kuno
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Nyamba chaifuratira vakuru vaya
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
 Ndaiti mangwana tingazobopawo isu
 Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
 Pidigu mai vemwana chandikunda
 Ndaichichiva tiri mumakura (ah ahhh)
 Ndaiti mangwana ndingazobopawo
 Chichandirimira chazokura (ah ahhh)
 Pidigu mai vemwana chandikunda
 Sheedza mai vemwana, ndakuvara
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Dana mai vemwana, ndakuvara ye
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Ndaiti chichatoredzera vakuru vacho
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Nyamba chaifuratira vakuru vacho
 Pakupingudza mombe, ndakuvara
 Ndaichichiva chiri mumakura (ah ahhh)
 Ndaiti mangwana ndingazobopawo
 Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
 Pidigu mai vemwana chandipfura
 Ndaichiyeva chiri mumakura (ah ahhh)
 Ndaiti mangwana tingazobopawo
 Chichatirimira chazokura (ah ahhh)
 Pidigu mai vemwana chandipfura
 

Audio Features

Song Details

Duration
04:58
Key
1
Tempo
110 BPM

Share

More Songs by Oliver Mtukudzi

Similar Songs