Sahwira
3
views
Lyrics
Sahwira usawoma moyo Sahwira usawoma moyo Inga wandirova waneta Inga wandirova waneta Inga wawomesa ndabvuma Inga wawomesa ndabvuma Ndakakanganisa, ndiregerere Ndakakanganisa, ndiregerere Inga wataura ndanzwa Inga wataura ndanzwa Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Inga wandirova waneta Apa wandirova waneta Inga wataura ndabvuma Inga wataura ndabvuma Ndakakanganisa, ndiregerere Ndakakanganisa, ndiregerere Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) ♪ Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Inga wandirova ndabvuma Inga wandirova ndabvuma Apa waomesa ndabvuma Apa waomesa ndabvuma Ndakakanganisa, ndiregerere Ndakakanganisa, ndiregerere Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) ♪ Regai ndizorore, mandinyanyira Regai ndizorore, mandinyanyira ♪ Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) ♪ Usawoma moyo (sahwira usawoma moyo) ♪ Regai ndizorore, mandinyanyira Regai ndizorore, mandinyanyira
Audio Features
Song Details
- Duration
- 07:33
- Key
- 8
- Tempo
- 122 BPM