Tsaona

3 views

Lyrics

Yangu itsaona varume imi itsaona
 Yangu itsaona varume imi itsaona
 Ndakati ndichifamba zvikanzi mbuya hakuchina
 Ndakati ndichifamba zvikanzi sekuru hakuchina
 Pandakati ndodzokera kumba zvikanzi mukoma vafira mumvura nhasi
 Pandakati ndodzokera kumba zvikanzi sisi wafira mumvura
 Yangu itsaona, itsaona
 Yangu itsaona, itsaona
 Itsaona itsaona
 Itsaona itsaona
 Itsaona itsaona
 Ndakati ndotange kufunga zvikanzi Aggie wafira musango nhai
 Ndakati ndotange kufunga zvikanzi Aggie wafira musango
 Yangu itsaona varume iyi itsaona
 Zvinorwadza kufirwa nababa
 Zvinorwadza kufirwa namai
 Zvinorwadza kufirwa nabhudhi
 Zvinorwadza kufirwa nasisi
 Zvinorwadza kufirwa nehama
 Yangu itsaona, itsaona
 Yangu itsaona, itsaona
 Itsaona itsaona
 Itsaona itsaona
 Itsaona itsaona
 Mandidimo
 Vhuraishe
 Kapera kachonde, ndaisiramba iwewe
 Zvinorwadza kufirwa nababa
 Zvinorwadza kufirwa namai
 Zvinorwadza kufirwa nabhudhi
 Zvinorwadza kufirwa nasisi
 Zvinorwadza kufirwa nehama
 Yangu itsaona, itsaona
 Yangu itsaona, itsaona
 Itsaona itsaona
 Itsaona itsaona
 Handiriya mukurecherecho giya machere mukuamba chirapo waya
 Limo andawari gwewe lemi kuraishini wada
 Malungo
 Hokoyo
 Ngavachida nyamaka kundisozera mere
 Zvinorwadza kufirwa nababa
 Zvinorwadza kufirwa namai
 Zvinorwadza kufirwa nabhudhi
 Zvinorwadza kufirwa nasisi
 Zvinorwadza kufirwa nehama
 

Audio Features

Song Details

Duration
07:06
Tempo
131 BPM

Share

More Songs by Pengaudzoke

Similar Songs