Mai Linda
3
views
Lyrics
Mai Linda iwe unoshupa Mai Linda iwe unoshupa Mai Linda iwe unoshupa ♪ Wakatiza imba pano wakaenda kwawakaenda ka Wakatiza imba pano wakaenda kwawakaenda ka Wakasangana neni ukati "mudiwa ndakatadza" "Ngatidzokere kumba tinogara" Wakasangana neni ukati "mudiwa ndakatadza" "Ngatidzokere kumba tinogara" Wosvika kumba wosvika kushaudha ini murume wako Kushaudha ini murume wako semukadzi wako Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho Wosvika kumba wosvika kushaudha ini murume wako Kushaudha ini murume wako semukadzi wako Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho ♪ Mai Linda iwe unoshupa Mai Linda iwe unoshupa Wakatiza imba pano wakaenda kwawakaenda ka Wakatiza imba pano wakaenda kwawakaenda ka Wakasangana neni ukati "mudiwa ndakatadza" "Ngatidzokere kumba tinogara" Wakasangana neni ukati "mudiwa ndakatadza" "Ngatidzokere kumba tinogara" Wosvika kumba wosvika kushaudha ini murume wako Kushaudha ini murume wako semukadzi wako Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho Wosvika kumba wosvika kushaudha ini murume wako Kushaudha ini murume wako semukadzi wako Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho ♪ Ndokudai mese ♪ Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho ♪ Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho ♪ Dai ndaiva mukadzi wako ndaitiza imba yacho
Audio Features
Song Details
- Duration
- 07:17
- Key
- 5
- Tempo
- 126 BPM