Samanyika

3 views

Lyrics

Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika

 Samanyika murume wangu, makore mangani ndinewe tigere?
 Samanyika murume wangu, pavana vasere tiri tese ndinyarewo?
 ♪
 Samanyika murume wangu, rudo rwekare rwuye rwakaendepi?

 Twandinokanga wave kutora wotukangazve
 Twandinobika woraira nekasiyanwa
 Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
 Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
 ♪
 Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
 Samanyika murume wangu, makore mangani ndinewe tigere?
 Samanyika murume wangu, pavana vasere tiri tese ndinyarewo?
 ♪
 Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
 Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
 Twandinokanga wave kutora wotukangazve
 Twandinobika woraira nekasiyanwa
 Samanyika murume wangu, wondifungisa kure kwedu Mberengwa
 Samanyika murume wangu, murume wangu Samanyika
 ♪
 Kwete, kwete, kwete Mai Boy, ndakange ndatorwa moyo wangu
 Nemwana uya akachena pameso chete, achivavarira homwe yangu
 Iiih Mai Boy, ndiregererewo wangu
 ♪
 Kwete, kwete, kwete Mai Boy

Audio Features

Song Details

Duration
06:43
Key
5
Tempo
127 BPM

Share

More Songs by Simon Chimbetu

Similar Songs