Ndinotenda Dhiya
3
views
Lyrics
Ndinotenda dhiya tsamba yawakanyora Yakasvika tsamba iyi ndiri pakuchema Ndinotenda dhiya tsamba yawakanyora Yakasvika tsamba iyi ndiri pakuchema Ndozorodze pfungwa, ndiri pakuchema Ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara Ndozorodze pfungwa, ndiri pakuchema Ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara ♪ Ndinotenda dhiya tsamba yawakanyora Yakasvika tsamba iyi ndiri mukusuwa Ndinotenda dhiya tsamba yawakanyora Yakasvika tsamba iyi ndiri mukusuwa Ndozorodze pfungwa, ndiri mukusuwa Ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara Ndozorodze pfungwa, ndiri mukusuwa Ndatarire tsamba iyi, ndinonzwa kufara ♪ Chiregondibata kumeso kani dhiya wangu Ini pese pandiri, haa ndinorota iwe Chiregondibata kumeso kani dhiya wangu Ini pese pandiri, haa, ndinorota iwe Nyangwe vari pasi ndinopika navo Yatosvika nguva iyi, ndichachata newe Nyangwe vari pasi ndinopika navo Yatosvika nguva iyi, ndichachata newe ♪ Zvinorema dhiya iwewe zvaunoda iwe Zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka ♪ Zvakaoma dhiya iwewe zvaunoda iwe Zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka ♪ Zvinonetsa dhiya iwewe zvaunoda iwe Vamwe varume, hoo, havambozvikwanisaka ♪ Ndofara muhana mangu zvaunoona iwe Zvaunoda iwewe havambozvikwanisa ava ♪ Varikure vanoda nditore iwe Vari kuno voti, "Chatawoka naye" ♪ Varikure vanoda nditore iwe Vari kuno voti, "Chatawoka naye" ♪ Ndiisewo muhana mako chokwadi dhiya Mai vangu vanoda nditore iwe ♪ Rangarira dhiya wangu ndinoda iwe Mhuri yekwedu inoda nditore iwe ♪ Kana uneni ndinofara pfungwa Kana uri kure iwe ndinoshaiwa hope ♪ Kana uripo dzinofara pfungwa Kana uri kure iwe ndinoshaiwa hope ♪ Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndinodada newe Dhiya ndimirire, dhiya ndinovimba newe Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya ♪ Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndinodada newe Dhiya ndimirire, dhiya ndichachata newe Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya Dhiya ndimirire, dhiya ndimirire dhiya ♪ Ndinofara mumwe wangu zvaunoda iwe Vamwe varume, hoo, havambozvikwanisaka ♪ Zvakaoma mumwe wangu zvaunoda iwe Vamwe varume, hoo, havambozvikwanisaka ♪ Zvinorema dhiya iwewe zvaunoda iwe Zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka ♪ Ndinotenda dhiya wangu zvaunofarira Zvaunoda iwewe havambozvikwanisaka
Audio Features
Song Details
- Duration
- 11:02
- Tempo
- 134 BPM