Kukwereketa
3
views
Lyrics
Kunda mwachewe kunda, kunda ukunde miyedzo Munhu haungamuteedzeri ukamupedzera zvaanoda Kunda mwachewe kunda, kunda ukunde miyedzo Munhu haungamuteedzeri ukamupedzera zvaanoda Mumwe anoda kukugumburisa kuti iwe urasike gwara rako Agowana kukutapa manzwi, kukushambadza ugonzi muyipi Mumwe anoda kukugumburisa kuti iwe urasike gwara rako Agowana kukutapa manzwi, kukushambadza ugonzi muyipi Vamwe ndivana ngaudonhe tiwane tsotso Kuti iwe utadze zvaunogona Vagowana kukutorera njere, vodzishandisa kudziita dzavo-o Vamwe ndivana ngaudonhe tiwane tsotso Kuti iwe utadze zvaunogona Vagowana kukutorera njere, vodzishandisa kudziita dzavo-o Kunyarara, kunyarara, kunyarara kunokunda kutaura Kunyarara, kunyarara, kunyarara kunokunda kutaura Kunyarara, kunyarara, kunyarara kunokunda kuhwereketa Kunyarara, kunyarara, kunyarara kunokunda kuhwereketa Ini kufara kufara zvangu mumoyo zvizere nhai babawe Kuzvitaura kupedza nguva-a-a Ini kufara kufara zvangu mumoyo zvizere nhai babawe Kuzvitaura kupedza nguva-a-a Ini kunyarara, kunyarara zvangu mumoyo zvizere nhai babawe Kuzvitaura kupedza nguva-a-a Nguva dzangu zhinji padzinoperera ndipo pabasa nhai babawe Koo iwe dzako unodzipedzerepiko? Nguva dzangu zhinji padzinoperera ndipo pabasa nhai babawe Koo iwe dzako unodzipedzerepiko? Nguva yangu zhinji painoperera ndipo pabasa nhai babawe Koo iwe yako unoipedzerepiko? Kunyarara, kunyarara, kunyarara kunokunda kutaura Kunyarara, kunyarara, kunyarara kunokunda kutaura Kunyarara (hunde) kunyarara, kunyarara kunokunda kuhwereketa Kunyarara (hunde) kunyarara, kunyarara kunokunda kuhwereketa Rega mutuki atuke iwe nyarara Rega murovi arove iwe nyarara Ukamudaro wamubvisa ganda kumeso-o-o Ah huwee huweeerere Ah huwee huweeerere Ah huwee huweeerere
Audio Features
Song Details
- Duration
- 08:49
- Key
- 1
- Tempo
- 108 BPM
Share
More Songs by Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Similar Songs
Baba Namai
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Charakupa
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Chikopokopo
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Kukwereketa
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Madhawu
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Monalisa
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo