Vane Mazita Ngavaremekedzwe

3 views

Lyrics

Amai mwana imi munoposha chokwadika
 ♪
 Amai mwana imi munoposha chokwadika
 ♪
 Munotuka baba vangu ndisipo
 ♪
 Munotuka baba vangu ndisipo
 ♪
 Paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana
 ♪
 Paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana
 ♪
 Ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere
 ♪
 Ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere
 ♪
 Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadika
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadi
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 ♪
 Amai mwana imi munoposha chokwadika
 ♪
 Munotuka mbuya vangu ndisipo
 ♪
 Paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana
 ♪
 Ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere
 ♪
 Honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Mukati pwaka mbama masvoraka baba vangu (vana vane mazita evakuru havatukwe)
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Mukati futseke marerutsa baba vangu (vana vane mazita evakuru havatukwe)
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Honai ndivo vachava vakuru vamangwana (vana vane mazita evakuru havatukwe)
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Mai mwana vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadika
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Nyarai
 Vana vane mazita ngavaremekedzwe
 Svodai
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Nyarai
 Vana vane mazita ngavaremekedzwe
 Svodai
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 Nyarai
 Vana vane mazita ngavaremekedzwe
 Svodai
 Vana vane mazita evakuru havatukwe
 
Audio Features

Song Details

Duration
06:13
Key
5
Tempo
147 BPM

Share

More Songs by Leonard Dembo & The Barura Express

Similar Songs