Babamunini

3 views

Lyrics

Babamunini hamunadaro, kutirega tine nhamo iyi kubva zvakafa baba ka
 ♪

 Amainini hamunadaro, kutirega tine nhamo iyi kubva zvakafa amai

 Babamunini hamunadaro, kana dzinza redu chairo rinotinetsa
 ♪
 Babamunini hamunadaro, kana dzinza redu chairo rinotinetsa
 ♪
 Babamunini hamunadaro, kutirega tine nhamo iyi kubva zvakafa baba ka
 ♪
 Wotoshinga semunhu wemurume, ukasadaro hupenyu hwese musango
 ♪
 Wotoshinga semunhu wemurume, ukasadaro hupenyu hwevana musango
 ♪
 Wotoshinga semunhu wemudzimai, ukasadaro hupenyu hwese musango
 ♪
 Wotoshinga semunhu wemudzimai, ukasadaro hupenyu hwevana musango
 ♪
 Fungaiwo mhuri yenyu iyi, yakasiirwa imimi
 Vanoda kuziva dzinza ravo ava, vaudzei vazive gwara rangu
 Hutsinye ndihwo huneiko?
 Fungaiwo mhuri yenyu iyi, yakasiirwa imimi
 Vanoda kuziva dzinza ravo ava, vaudzei vazive gwara rangu
 Hutsinye ndihwo huneiko?
 Babamunini hamunadaro, kutirega tine nhamo iyi kubva zvakafa baba ka
 
Audio Features

Song Details

Duration
07:06
Key
4
Tempo
126 BPM

Share

More Songs by Leonard Dembo

Similar Songs