Huya tivake imba
3
views
Lyrics
Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu (Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu) Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu (Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu) Wakati uchandiroora tovaka imba yedu (Wakati uchandiroora tovaka imba yedu) Wakati uchandiroora tovaka imba yedu (Wakati uchandiroora tovaka imba yedu) Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu (Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu) Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu (Zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu) Hona vari kwaMutoko mudiwaka (ihoyi-hoyi) Hona vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi) Hona vari kwaRusape mudiwaka (ihoyi-hoyi) Hona vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi) ♪ Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu (Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu) Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu (Mudiwa wangu ndiroore tivake musha wedu) Wakati uchandiroora tovaka imba yedu (Wakati uchandiroora tovaka imba yedu) Wakati uchandiroora tovaka imba yedu (Wakati uchandiroora tovaka imba yedu) Hona vari kwaMutoko mudiwaka (ihoyi-hoyi) Nhasi vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi) Hona vari kwaRusape mudiwaka (ihoyi-hoyi) Nhasi vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi) Hona vari kuMasvingo mudiwaka (ihoyi-hoyi) Nhasi vanoridza mupururu (ihoyi-hoyi) Inga ihoyi-hoyi mudiwaka (ihoyi-hoyi) Inga ihoyi-hoyi mudiwaka (ihoyi-hoyi) Inga ihoyi-hoyi mudiwaka (ihoyi-hoyi) Inga ihoyi-hoyi mudiwaka (ihoyi-hoyi) Hameno zvavo vakanyararira Vakamvonyera vavo kumabhini Vamwe vanongojabura
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:01
- Tempo
- 132 BPM