Venenziya

4 views

Lyrics

Hona mwana wangu, zvawadai wakura
 Chasara chete kumirira imba yako
 Hona mwana wangu, zvawadai wakura
 Chasara chete kumirira imba yako
 Hona mwana wangu, zvawadai wakura
 Chasara chete kumirira imba yako
 Uri ruva rangu iwe, rega kuora moyo
 Baba namai vachafara rasvika zuva resvitsa
 Hama dziri kure tichachaira foni
 Hama dziri pedo, tichadzinyorera tsamba
 Mukoma wangu Soromoni, tichamutumira shoko
 Ehe
 Venenziya kura mwanangu, Venenziya kurawo
 Venenziya kura mwanangu, Venenziya kura
 Venenziya terera mwanangu, Venenziya tererawo
 Venenziya kwaunoenda uko, Venenziya tererawo
 Venenziya unoziva aniko, Venenziya terera
 Venenziya vamwene chete, Venenziya kura
 Venenziya usanotaura Venenziya tererawo
 Venenziya kura mwanangu, Venenziya kurawo
 Venenziya kwaunoenda uko, Venenziya tererawo
 Venenziya unoziva aniko, Venenziya tererawo
 Venenziya murume wako, chete Venenziya tererawo
 Venenziya usanotaura, Venenziya tererawo
 Venenziya kura mwanangu, Venenziya kurawo

Audio Features

Song Details

Duration
04:41
Key
7
Tempo
142 BPM

Share

More Songs by Leonard Dembo

Similar Songs