Varaidzo

3 views

Lyrics

Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Hapana chavanokuvengera iwe dhiya wanguka
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Hapana chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 ♪
 Ho, dhiya wangu Varaidzo ndinyaradzewo
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Ho, dhiya wangu Varaidzo chinyarara iwe
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Hapana chavanokuvengera iwe dhiya wanguka
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Handina chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Ho, dhiya wangu Varaidzo chinyarara iwe
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo
 (Varaidza mwana, varaidza mwana)
 ♪
 Ehuhuwe nyarara mwananguwe
 Mwana wochema nyarara mwananguwe
 Wochemera mai vakaenda nyarara mwananguwe
 Vakaenda Hurumatendera nyarara mwananguwe
 Hurumatendera kune banga jena nyarara mwananguwe
 Banga jena rekucheka nyama nyarara mwananguwe
 Nyama kwayo ndeyaparuware nyarara mwananguwe
 Yepasi inozara mavhu nyarara mwananguwe
 Ehuhuwe nyarara mwananguwe
 

Audio Features

Song Details

Duration
05:01
Key
9
Tempo
135 BPM

Share

More Songs by Leonard Dembo

Similar Songs