Zil-Zil

3 views

Lyrics

Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
 Chiiko chauri kuronga apo?
 ♪
 Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
 Chiiko chaurikuronga uko?
 ♪
 Zvawakongoti zii zii uriko kure
 Chiiko chaurikuronga?
 ♪
 Zvawakangoti zii zii uriko kure
 Chiiko chaurikufunga uko?
 ♪
 Chinguri wakandisiya dhiya wangu
 Chiiko chaurikufunga?
 ♪
 Chinguri wakandisiya dhiya wangu
 Chiiko chaunomboronga?
 ♪
 Zvaunongozofara kana ndauya
 Chiiko chauri kuita iwe?
 ♪
 Kana usisandide nditaurirewo
 Kana usisandide ndinyeurirewo
 Kana usisandide nditaurirewo
 ♪
 Zvawakangoti zii zii mudiwa wangu
 Chiiko chaurikufunga uko?
 ♪
 Zvawakangoti zii zii madhiya wangu
 Chiiko chaunomboronga?
 ♪
 Chinguri wakandisiya dhiya wangu
 Chiiko chaurikufunga iwe?
 ♪
 Zvaunozongofara kana ndauya
 Chiiko chauri kuita?
 ♪
 Chinguri wakandisiya dhiya wangu
 Chiiko chinokunakidza?
 ♪
 Zvimwe hauchandide nditaurirewo
 Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
 Zvimwe hauchandide nditaurirewo
 Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
 Zvimwe hauchandide nditaurirewo
 Zvimwe hauchandide ndinyeurirewo
 

Audio Features

Song Details

Duration
11:02
Key
1
Tempo
131 BPM

Share

More Songs by Leonard Dembo

Similar Songs