Ziviso
3
views
Lyrics
Ziviso huya tinzwanane Ziviso huya tinzwananewo ♪ Ziviso huya tinzwanane Ziviso huya tinzwananewo ♪ Misodzi inouya kana ndotarisa (Ziviso huya tinzwananewo) Misodzi inouya kana ndotarisa (Ziviso huya tinzwananewo) Mufananidzo wako chete wawakandipa (Ziviso wandityora moyo) Mufananidzo wako chete wawakandipa (Ziviso wandityora moyo) Uri reza yemoyo wangu inocheka kwese (Ziviso wandicheka moyo) Ziviso huya tinzwanane Ziviso huya tinzwananewo ♪ Ziviso huya tinzwanane Ziviso huya tinzwananewo mudiwa ♪ Ndakataura naye ndega Iye Ziviso akati, "Huya tinzwananeka" Ndakataura naye ndega Iye Ziviso akati, "Huya tinzwanane mudiwa" Chembere dzemazuva ano Munorweiko parudo rwavana vacheche? Chembere dzemazuva ano Munorweiko parudo rwavana vacheche? ♪ Amai vangu vasikana Makaite basa makandizvarira mabasa Amai vangu chimhandara Makaite basa makatizvarira mabasa ♪ Makaita zvenyu mhai
Audio Features
Song Details
- Duration
- 04:55
- Tempo
- 135 BPM