Mbereko Yakaramba
3
views
Lyrics
Kuroorwa kwangu kwakafadza vabereki vangu ini Kuroorwa kwangu kwakafadza hama neshamwari Pamuchato wangu kana neveutsinye vakabvisa zvipo Kana nevaroyi vakapembera nekupururudza Nhamo yakatozouya ndave mumba mangu ini Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi ♪ Kuroorwa kwangu kwakafadza vabereki vangu ini Kuroorwa kwangu kwakafadza hama neshamwari Pamuchato wangu kana neveutsinye vakabvisa zvipo Kana nevaroyi vakapembera nekupururudza Nhamo yakatozouya ndave mumba mangu ini Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi Ndakaenda kumadhokotera kundotariswa Dhokotera akati hapana chakaipa kwauri Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba Asi mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi Ndakananga kwagodobori kundozvitsvaga ini Haiwa apa ndipo pandaka-surrender ini Kana nepekutangirawo ndakapashaya ini Ndakabva ndaziva kuti imba yangu yaparara iyi Muhupenyu hwangu handife ndakabata mwana mumaoko ♪ Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Dzoka iwe tigare Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Rudo chete ndirwo rukuru Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Dzoka iwe tigare Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Rudo chete ndirwo rukuru ♪ Kuroorwa kwangu kwakafadza vabereki vangu ini Kuroorwa kwangu kwakafadza hama neshamwari Pamuchato wangu kana neveutsinye vakabvisa zvipo Kana nevaroyi vakapembera nekupururudza Nhamo yakatozouya ndave mumba mangu ini Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi Ndakaenda kumadhokotera kundotariswa Dhokotera akati hapana chakaipa kwauri Mbereko, mbereko, mbereko yakaramba Asi mbereko, mbereko, mbereko yakaramba iyi Ndakananga kwagodobori kundozvitsvaga ini Haiwa apa ndipo pandakaarenda ini Kana nepekutangirawo ndakapashaya ini Ndakabva ndaziva kuti imba yangu yaparara iyi Muhupenyu hwangu handife ndakabata mwana mumaoko ♪ Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Dzoka iwe tigare Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Rudo chete ndirwo rukuru Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Dzoka iwe tigare Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Rudo chete ndirwo rukuru Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Dzoka iwe tigare Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Rudo chete ndirwo rukuru Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Dzoka iwe tigare Dzoka, dzoka mudiwa dzoka Rudo chete ndirwo rukuru
Audio Features
Song Details
- Duration
- 07:26
- Key
- 5
- Tempo
- 132 BPM