Kumawere
3
views
Lyrics
Nyika kwayava kuenda, hapana achaidzora kumawere kunotyisa ♪ Hakuna chakanaka, munhu wese anoda kuzvifadza achiri mupenyu ♪ Kuzvifadza kwacho kuparadza nyika, vamwe vachisekerera nekusaziva ♪ Vanoti musi waunofa, yaguma kwauri vanosara vosara vachienda mberi ♪ Kana kudovayambira, hapana chaanzwa kwava kungotarisa kwazvinoperera ♪ Vanhu vaye vachatye kufa, vave kutorwira kuda kuona anotanga kufa ♪ Nyika kwayava kuenda, hapana achaidzora kumawere kunotyisa ♪ Hakuna chakanaka, munhu wese anoda kuzvifadza achiri mupenyu ♪ Kuzvifadza kwacho kuparadza nyika, vamwe vachisekerera nekusaziva ♪ Vanoti musi waunofa, yaguma kwauri vanosara vosara vachienda mberi ♪ Kana kudovayambira, hapana chaanzwa kwava kungotarisa kwazvinoperera ♪ Vanhu vaye vachatye kufa, vave kutorwira kuda kuona anotanga kufa
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:20
- Key
- 5
- Tempo
- 128 BPM