Matinesta
3
views
Lyrics
Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa shuwa wanetsa iwe Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa chokwadi wanetsa iwe Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa shuwa wanetsa iwe Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa chokwadi wanetsa iwe Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa shuwa wanetsa iwe Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa chokwadi wanetsa iwe Ndakakutuma kuenda kumusha Iwe zvako wonanga kuchikomba Chokwadi here Matinetsa kuenda nemari yevana kuchikomba Ndakakutuma nemari yechikoro Hoyo mwana wonanga kuchikomba Kunodya mari yevana vechikoro Iwe zvako here nechikomba Matinetsa wakandigumbura Chokwadi nekusingapere Vana kumusha vakangogara Vakamirira mari yechikoro Matinetsa shuwa hatisangane Matinetsa chokwadi hatisangane Matinetsa shuwa hatisangane Matinetsa chokwadi hatisangane Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa shuwa wanetsa iwe Matinetsa kani Matinetsa Matinetsa chokwadi wanetsa iwe Ndakakutuma kuenda kumusha Iwe zvako wonanga kuchikomba Chokwadi here Matinetsa kuenda nemari yevana kuchikomba Ndakakutuma nemari yechikoro Hoyo mwana wonanga kuchikomba Kunodya mari yevana vechikoro Iwe zvako here nechikomba Matinetsa wakandigumbura Chokwadi nekusingapere Vana kumusha vakangogara Vakamirira mari yechikoro Matinetsa shuwa hatisangane Matinetsa chokwadi hatisangane Matinetsa shuwa hatisangane Matinetsa chokwadi hatisangane
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:23
- Key
- 2
- Tempo
- 163 BPM