Chawanzwa Usachipamhidzire
3
views
Lyrics
Chawanzwa usachipamhidzire Chawanzwa reva nepawanzwa napo Ndechenzeve hachisi chemeso Chawanzwa ziva kuti wanzwa Kunyange shoko richienda kure sei Ngarisvike sezvarakatanga riri Kupamhidzira kupisa sora Richauraya tupuka tusina mhosva Rurimi inyoka runotodzorwa Ukaruregerera unopara mhaka Chawanzwa usachipamhidzire Chawanzwa reva nepawanzwa napo Ndechenzeve hachisi chemeso Chawanzwa ziva kuti wanzwa Kunyange shoko richienda kure sei Ngarisvike sezvarakatanga riri Kupamhidzira kupisa sora Richauraya tupuka tusina mhosva Rurimi inyoka runotodzorwa Ukaruregerera unopara mhaka ♪ Chawanzwa usachipamhidzire Chawanzwa reva nepawanzwa napo Ndechenzeve hachisi chemeso Chawanzwa ziva kuti wanzwa Kunyange shoko richienda kure sei Ngarisvike sezvarakatanga riri Kupamhidzira kupisa sora Richauraya tupuka tusina mhosva Rurimi inyoka runotodzorwa Ukaruregerera unopara mhaka
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:29
- Key
- 9
- Tempo
- 130 BPM