Rudo Rukave Ruvengo

3 views

Lyrics

Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vanababa
 Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vana mai wee
 Aikuda kana okusema, ungati aveka mashura
 Raki kana ropera, wave munyama wega wega
 Hupfumi kana hwoparara, hurombo zvino hwotevera
 Zvaikuda kana zvokuramba, chenjera ngozi shamwari
 Ndiyo inonzi 'gonzo nachin'ai, huya muone nhasi zvatosvorana'
 Pakadaro ndipo panodaidzirwa, "Tamba wakachenjera shamwari"
 Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vakomana
 Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vasikana
 Aikuda kana okusema, ungati aveka mashura
 Raki kana ropera, wave munyama wega wega
 Hupfumi kana hwoparara, hurombo zvino hwotevera
 Zvaikuda kana zvokuramba, chenjera ngozi shamwari
 Ndiyo inonzi 'gonzo nachin'ai, huyai muone nhasi zvatosvorana'
 Pakadaro ndipo panodaidzirwa, "Tamba wakachenjera shamwari"
 Tamba wakachenjera shamwari
 Tamba wakachenjera shamwari
 Tamba wakachenjera shamwari
 Tamba wakachenjera shamwari
 ♪
 Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vana baba
 Rudo rukasanduka kuve ruvengo kani, zvakaoma vana mai wee
 Aikuda kana okusema, ungati aveka mashura
 Raki kana ropera, wave munyama wega wega
 Hupfumi kana hwoparara, hurombo zvino hwotevera
 Zvaikuda kana zvokuramba, chenjera ngozi shamwari
 Ndiyo inonzi 'gonzo nachin'ai, huyai muone nhasi zvatosvorana'
 Pakadaro ndipo panodaidzirwa, "Tamba wakachenjera shamwari"
 Tamba wakachenjera shamwari
 Tamba wakachenjera shamwari
 Tamba wakachenjera shamwari
 Tamba wakachenjera shamwari
 
Audio Features

Song Details

Duration
05:16
Key
9
Tempo
169 BPM

Share

More Songs by Marshall Munhumumwe

Similar Songs