Masimba Mashoma
2
views
Lyrics
Chisi chako masimba mashoma ♪ Chisi chako masimba mashoma Masimba mashoma ♪ Hona kana mombe yekurongerwa Ndeyekukame wakaringe nzira ♪ Hona kana mombe yekuchengeteswa Ndeyekukame wakaringe nzira ♪ Chisi chako masimba mashoma Masimba mashoma ♪ Kutamba nemombe yehumai wairasa ♪ Kutamba nemombe yehumai wairasa Wairasa ♪ Hona nyakurarama nechisi chake Anodya asicheuka ♪ Nyakurarama nechisi chake Unoona anedya asicheuka ♪ Kutamba nemombe yehumai wairasa ♪ Kutamba nemombe yehumai wairasa Wairasa ♪ Hona kana mombe yekurongerwa Ndeyekukame wakaringe nzira ♪ Kana mombe yekuchengeteswa Ndeyekukame wakaringe nzira
Audio Features
Song Details
- Duration
- 05:12
- Key
- 9
- Tempo
- 91 BPM